Music Video

Shingisai Suluma – Maitiro Enyu

Shingisai Suluma Maitiro Enyu Mp3 Download
Shingisai Suluma Maitiro Enyu Mp3 Download

Check out this amazing gospel music by Shingisai Suluma Maitiro Enyu.

Zambabwean Christian Gospel music singer and songwriter, Shingisai Suluma has dropped another interesting brand new music which she titled “Maitiro Enyu”. Off her Album tagged Maitiro Enyu”. And it’s right available here for download for your free and fast download!.

Listen And Share Your Thoughts Below!.

STREAM/DOWNLOAD MP3

[ Music Lyrics ]

 

Maitiro enyu ndiyaya
Munodaro nerudo
Munondibvisa mumoto
Nepamuromo weshumba
Matambudziko angu mazhinji
Munondirwira pawose
Mugondikundisa zvose
Maitiro enyu ndiyaya
Maitiro enyu ndiyaya
Munodaro nerudo
Munondibvisa mumoto
Nepamuromo weshumba
Matambudziko angu mazhinji
Munondirwira pawose
Mugondikundisa zvose
Maitiro enyu ndiyaya
Ooh Munozviita
Vakatipomera mhosva
Ndokutitongera rufu
Vakatisunga maoko
Ndokutikanda mumoto
Zvamakatitaridza zuvaro
Zvakatishamisa tose
Makatikundisa tose
Maitiro enyu ndiyaya
Ooh matiitira
Maitiro enyu ndiyaya
Munodaro nerudo
Munondibvisa mumoto
Nepamuromo weshumba
Matambudziko angu mazhinji
Munondirwira pawose
Mugondikundisa zvose
Maitiro enyu ndiyaya
Ooh matiitira
Ndimi munozviita
Mafungiro edu handiwo
Taidaro tichiti
Maizotidzivirira
Maizotipa manyawi
Takazoshamisika tavamo
Kukuonai munesu
Makatidadisa isu
Maitiro enyu ndiyaya
Ooh Matiitira
Maitiro enyu ndiyaya
Munodaro nerudo
Munondibvisa mumoto
Nepamuromo weshumba
Matambudziko angu mazhinji
Munondirwira pawose
Mugondikundisa zvose
Maitiro enyu ndiyaya
Ooh Matiitira
Ndimi munozviita
Maitiro enyu ndiwaya
Munonditambanudzira maoko enyu
Kundiregerera kugamuchira
Kunditungamirira munzira dzenyu
Kundivhenekera kuperekedza
Munonditambanudzira maoko enyu
Kundiregerera kugamuchira
Kunditungamirira munzira dzenyu
Kundivhenekera kuperekedza
Munonditambanudzira maoko enyu
Kundiregerera kugamuchira
Kunditungamirira munzira dzenyu
Kundivhenekera kuperekedza
Maitiro enyu ndiyaya
Ooh
Munozviita
Maitiro enyu ndiyaya
Ndimi matiitira
Maitiro enyu ndiyaya
Maitiro enyu ndiyaya
Munodaro nerudo
Munondibvisa mumoto
Nepamuromo weshumba
Matambudziko angu mazhinji
Munondirwira pawose
Mugondikundisa zvose
Maitiro enyu ndiyaya
Ooh Matiitira
Ndimi munozviita
Maitiro enyu ndiwaya

Join our WhatsApp GROUP or TELEGRAM CHANNEL for instant updates

Leave a Reply

Back to top button

Adblock Detected

Please turnoff your browser's Ad Blocker